Mateo 5:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti ndinoti kwamuri: Kana kururama kwenyu kusiŋgapfuʋuri kwaʋanyori nokwaʋaFarise, hamuŋgatoŋgopindi muʋushe bgokuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Nokuti ndinoti kwamuri, ‘Kana kururama kwenyu kusingapfuuri kwavanyori nokwavaFarisi, hamungatongopindi muushe hwedenga.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Nokuti ndinokutaurirai kuti kana ururami hwenyu hukasadarika ururami hwenyanzvi dzomutemo navaFarisei hamumbopinda muumambo hwedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Nokuti ndinokutaurirai kuti kana ururami hwenyu hukasadarika ururami hwenyanzvi dzomutemo navaFarisei hamumbopinda muumambo hwedenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nokuti ndinokuudzai zvirokwazvo kuti kana kururama kwenyu kukasapfuura kwavaFarisi nokwavadzidzisi vemirayiro, zvirokwazvo hamungapindi muumambo hwokudenga. Viz kapitola |