Online Bible

- Reklamy -




Mateo 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Makaropafadzwa imi, kana ʋacikuɀidzai, ʋacikutambudzai, ʋacikupomerai ɀakaipa ɀose nenhema, nokuɗa kwaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Makaropafadzwa imi, kana vachikuzvidzai, vachikutambudzai, vachikupomerai zvakaipa zvose nenhema, nokuda kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikushorai nokukutambudzai vachikupomerai zvakaipa zvose zvenhema pamusana pangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikushorai nokukutambudzai vachikupomerai zvakaipa zvose zvenhema pamusana pangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 5:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy