Mateo 4:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Achibva kuNazareta, akaenda akandogara kuKapenaume, guta raiva pamahombekombe egungwa mudunhu reZebhuruni neNafutari, Viz kapitola |