Online Bible

- Reklamy -




Mateo 28:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ʋakakurumidza kubva pabgiro, ʋacitya nokufara ɀikuru, ʋakamhanyira kundoʋudza ʋadzidzi ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino vakakurumidza kubva pabwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Saka vakadzi ava vakakurumidza kubva paguva vachitya asi vakazadzwa nomufaro, uye vakamhanya kundoudza vadzidzi vake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 28:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy