Mateo 28:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋarindi ʋakaɗeɗera ʋacimutya, ʋakaita saʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanyakugaririra vakadedera vachimutya, vakaita savakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Varindi vakamutya kwazvo zvokuti vakadedera vakaita savanhu vafa. Viz kapitola |