Mateo 28:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakati ʋacimuʋona, ʋakamunamata, asi ʋamŋe ʋakanyunyuta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vakati vachimuona, vakamupfugamira, asi vamwe vakanyunyuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vakati vamuona, vakamunamata, asi vamwe vakakahadzika. Viz kapitola |