Mateo 28:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋaciti: Taurai muciti: Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋusiku ʋakamuɓa, isu tiʋete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vachiti, “Taurai muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba, isu tivete.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vakati kwavari, “Imi munofanira kutaura muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu tivete.’ Viz kapitola |