Mateo 28:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaciri munzira, ʋamŋe ʋarindi ʋakaȿika muguta, ʋakaʋudza ʋaprista ʋakuru ɀose ɀakaitwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakadzi vaya vachiri munzira, vamwe vevarindi vakaenda muguta vakandotaurira vaprista vakuru zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitola |