Online Bible

- Reklamy -




Mateo 27:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakaraŋgana, ʋakateŋga nawo munda womuʋumbi wehari, kuzoʋiga’po ʋatorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakarangana, vakatenga nawo munda womuumbi wehari kuzovigapo vatorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Saka vakazotenderana kuti vaishandise kutenga munda womuumbi wehari kuti ugova nzvimbo yokuviga vatorwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 27:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy