Mateo 27:63 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 ʋakati: Ishe, tinoraŋgarira kuti munyeŋgeri uyu, aciri mupenyu, wakati: Mazuʋa matatu apfuʋura, ndicamuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Vakasvikoti, “Ishe, tinorangarira kuti achiri mupenyu, munyengeri uya akati, ‘Mushure mamazuva matatu, ndichamukazve.’ Viz kapitola |