Mateo 27:62 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200262 Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Mangwana acho, iro rakatevera Zuva roKugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakaenda kuna Pirato. Viz kapitola |