Mateo 27:57 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino aʋa maɗeko kukaȿika mumŋe mufumi weArimatea, wainzi Josefa, wakaŋga ari mudzidzi waJesu amene, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Zvino ava madeko kukasvika mumwe mupfumi weArimatia, ainzi Josefa, akanga ari mudzidzi waJesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Ava manheru kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatia ainzi Josefi aivawo mudzidzi waJesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Ava manheru kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatia ainzi Josefi aivawo mudzidzi waJesu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Kwakati kwovira, kwakauya mumwe murume mupfumi aibva kuArimatea, ainzi Josefa, akanga avawo mudzidzi waJesu. Viz kapitola |