Mateo 27:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ipapo tarira, cidzitiro cetembere cakabvaruka napakati, kubva kumsoro kuȿikira pasi; nyika ikaɗeŋgenyeka, mabge akatsemuka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Ipapo tarira, chidzitiro chetemberi chakabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi; nyika ikadengenyeka, mabwe akatsemuka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Hero jira romuTemberi rokudzikatirisa rakabva rabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvika pasi. Nyika yakandengendeka; matombo akatsemuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Hero jira romuTemberi rokudzikatirisa rakabva rabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvika pasi. Nyika yakandengendeka; matombo akatsemuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka. Viz kapitola |