Mateo 27:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ʋamŋe ʋakati: Regai, timboʋona kana Eria acizoʋuya kumuponesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eria achizouya kumuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Vamwe vakati, “Zvino musiyei ari oga. Regai tione kana Eria achiuya kuzomuponesa.” Viz kapitola |