Mateo 27:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋaciɀinzwa, ʋakati: Uyo unoɗana Eria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Vamwe vakanga vamirepo, vachinzwa, vakati, “Uyo anodana Eria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Vamwe vakanga vamirepo vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Ari kudana Eria.” Viz kapitola |