Mateo 27:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino kubva paŋguʋa yecitanhatu kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe, rima rakaʋa’po panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Kubva panguva yechitanhatu kusvika panguva yepfumbamwe rima rakavapo panyika yose. Viz kapitola |