Mateo 27:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Saiɀoɀo ʋaprista ʋakuru, naʋanyori naʋakuru, ʋakamuseka, ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Saizvozvo vapristi vakuru, navanyori navakuru, vakamuseka, vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru vakamunyombawo vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru vakamunyombawo vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Nenzira imwe cheteyo, vaprista vakuru, navadzidzisi vomurayiro navakuru vakamuseka vachiti, Viz kapitola |