Mateo 27:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Pirato akati kwaʋari: Ndicagoiteiko naJesu, unonzi Kristu? Ʋose ʋakati kwaari: Ŋgaaroʋerwe pamucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Pirato akati kwavari, “Ndichagoiteiko naJesu, anonzi Kristu?” Vose vakati kwaari, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pirato akabvunza akati, “Zvino ndichaiteiko naJesu anonzi Kristu?” Vakapindura vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa!” Viz kapitola |