Online Bible

- Reklamy -




Mateo 27:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Muɓati akapindura, akati kwaʋari: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei aniko kunaiʋaʋo ʋaʋiri? Ʋakati: Barabasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Mubati akabvunza akati, “Ndoupi pavaviri ava wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Vakapindura vakati, “Bharabhasi!”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 27:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy