Mateo 27:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi haana‐kuʋapindura, kunyaŋge neshoko rimŋe cete, muɓati akashamiswa kwaɀo‐kwaɀo naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi haana kuvapindura, kunyange neshoko rimwechete, gavhuna akashamiswa kwazvo-kwazvo nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iye haana kumupindura kunyange mhosva imwechete zvayo zvokuti mutongi zvakamukatyamadza zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi iye haana kumupindura kunyange mhosva imwechete zvayo zvokuti mutongi zvakamukatyamadza zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi, Jesu akaramba anyerere, akasapindura kunyange chimwe zvacho, mubati akashamiswa kwazvo. Viz kapitola |