Online Bible

- Reklamy -




Mateo 27:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino Pirato akati kwaari: Haunzwi ɀinhu ɀizhinji ɀaʋanokupomedzera here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo Pirato akamubvunza achiti, “Iwe haunzwi here uchapupu hwezvavari kukupomera izvi?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 27:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy