Mateo 27:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Jesu wakamira pamberi pomuɓati, muɓati akamubvunza, akati: Ndiwe mambo waʋaJuda here? Jesu akati kwaari: Ndiɀo ɀamataura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Jesu akamira pamberi pagavhuna, gavhuna akamubvunza, akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati kwaari, “Ndizvo zvamataura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akamira pamberi pomutongi. Mutongi akamubvunza kuti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati, “Inga matozvireva kare wani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Jesu akamira pamberi pomutongi. Mutongi akamubvunza kuti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati, “Inga matozvireva kare wani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Panguva iyoyo Jesu akamira pamberi pomubati, uye mubati akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura achiti, “Hongu, ndizvo zvamataura.” Viz kapitola |