Mateo 26:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti cizoro ici ciŋgaɗai cateŋgeswa nemari zhinji, ikapiwa ʋarombo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mafuta anonhuhwira aya angadai atengeswa nomutengo mukuru kwazvo uye mari yacho yapiwa varombo.” Viz kapitola |