Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:63 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

63 Asi Jesu wakaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari: Ndinokupikisa naMŋari mupenyu, kuti utiʋudze kana uri Kristu, Mŋanakomana waMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

63 Asi Jesu akaramba anyerere. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ndinokupikisa naMwari mupenyu, kuti utiudze kana uri Kristu, Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

63 Asi Jesu akaramba akanyarara. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ini ndinoti pika naMwari mupenyu utiudze kuti ndiwe Mesia here Mwanakomana waMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

63 Asi Jesu akaramba akanyarara. Mupristi mukuru akati kwaari, “Ini ndinoti pika naMwari mupenyu utiudze kuti ndiwe Mesia here Mwanakomana waMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

63 Asi Jesu akaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari, “Ndinokurayira, sezvo wapika naMwari mupenyu, kuti, ‘Tiudze kana uri iwe Kristu, Mwanakomana waMwari.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:63

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy