Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:56 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Asi iɀi ɀose ɀaitwa kuti magwaro aʋaprofita aitike. Ɀino ʋadzidzi ʋose ʋakamusiya, ʋakatiza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

56 Asi izvi zvose zvaitwa kuti magwaro avaporofita azadziswe.” Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Asi izvi zvose zvaitika kuti zvakanyorwa navaprofita zvizadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya uye vakatiza.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:56

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy