Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Judhasi akaenda pakarepo kuna Jesu akati, “Kwaziwai, Rabhi!” uye akamutsvoda.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy