Mateo 26:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akatora Petro naʋanakomana ʋaZebedi ʋaʋiri, akataŋga kuʋa neshuŋgu nokuɗumbirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akatora Petirosi navanakomana vaZebhedhi vaviri, akatanga kuva neshungu nokudumbirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Akatora Pita navanakomana vaviri vokwaZebhedhi akabva atanga kudumbirwa nokutambura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Akatora Pita navanakomana vaviri vokwaZebhedhi akabva atanga kudumbirwa nokutambura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Akatora Petro navanakomana vaZebhedhi vaviri akaenda navo, uye akatanga kusuwa, uye akatambudzika. Viz kapitola |