Mateo 26:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwauri, kuti ʋusiku bguno, joŋgwe risati rarira, ucandiramba katatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akati, “Ndinokuudza chokwadi kuti usiku huno chaihwo, jongwe risati rarira uchandiramba katatu.” Viz kapitola |