Mateo 26:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Munoziʋa kuti kana mazuʋa maʋiri apfuʋura paseka inoȿika, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋatoŋgi, kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuura Pasika inosvika, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvatongi, kuti aroverwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Munoziva kuti mumashure memazuva maviri, Pasika iri kusvika. Mwanakomana womunhu achaturirwa kuti arovererwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Munoziva kuti mumashure memazuva maviri, Pasika iri kusvika. Mwanakomana womunhu achaturirwa kuti arovererwe pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Sezvamunoziva, Pasika yasarirwa namazuva maviri kuti isvike, uye Mwanakomana woMunhu achaendeswa kuti andorovererwa pamuchinjikwa.” Viz kapitola |