Mateo 26:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jesu wakati apedza mashoko iwayo ose, akati kuʋadzidzi ʋake: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jesu akati apedza mashoko iwayo ose, akati kuvadzidzi vake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakapedza kutaura zvose izvi akati kuna vadzidzi vake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu zvose izvi, akati kuvadzidzi vake, Viz kapitola |