Mateo 25:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋasikana ʋose ʋakamuka, ʋakagadzira mŋenje yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vasikana vose vakamuka, vakagadzira mwenje yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vasikana vaya vose vakamuka vakabatidza marambi avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ipapo vasikana vose vakamuka uye vakagadziridza mwenje yavo. Viz kapitola |