Online Bible

- Reklamy -




Mateo 25:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 25:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy