Online Bible

- Reklamy -




Mateo 24:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 “Akaropafadzwa muranda uyo, anoti kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Akaropafadzwa muranda uyo anowanikwa achiita izvozvo pakudzoka kwatenzi wake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 24:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy