Online Bible

- Reklamy -




Mateo 24:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Asi ziʋai iɀi, kuti mŋene weimba, ɗai aiziʋa ŋguʋa yokuȿika kwembava, uŋgaɗai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Asi zivai izvi, kuti dai saimba, aiziva nguva yokusvika kwembavha, angadai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Asi nzwisisai izvi: Dai muridzi weimba aiziva kuti inguva ipi yousiku ichauya mbavha, angadai airinda uye haaizotendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 24:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy