Mateo 24:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa ʋoga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 “Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba voga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vedenga, kanawo Mwanakomana asi Baba voga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Hapana anoziva musi kana nguva kunyange vatumwa vokudenga kana Mwanakomana, asi Baba chete. Viz kapitola |