Online Bible

- Reklamy -




Mateo 24:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri kuȿikira iɀoɀi ɀose ɀaitika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Ndinokuudzai chokwadi kuti rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 24:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy