Mateo 24:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Saiɀoɀo, nemi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀose, ziʋai kuti waʋa pedyo pamukoʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Saizvozvowo, nemiwo, kana moona izvozvo zvose, zivai kuti ava pedyo asvika pamukova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvose, zivai kuti iye ava padyo, atova pamusuo chaipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvose, zivai kuti iye ava padyo, atova pamusuo chaipo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Saizvozvowo, nemiwo pamunoona zvinhu zvose izvi muzive kuti nguva yangu yava pedyo, yava pamusiwo. Viz kapitola |