Mateo 24:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti semheni inobva mabvazuʋa, icipenyera kumaʋirira, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Nokuti semheni inobva mabvazuva, ichipenyeresa kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Sezvinoita mheni inopenya kumabvazuva ichionekwawo kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana woMunhu. Viz kapitola |