Mateo 24:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ƌai mazuʋa iwayo asaitapudzwa, hakunenyama yairarama; asi nokuɗa kwaʋakasanaŋgurwa mazuʋa iwayo acatapudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Dai mazuva iwayo asaitapudzwa, hakuna munhu airarama; asi nokuda kwavakasanangurwa mazuva iwayo achatapudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Dai kuri kuti mazuva iwayo haana kutapudzwa, hapana munhu aiponeswa, asi pamusana pavakasarudzwa, mazuva iwayo achatapudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Dai kuri kuti mazuva iwayo haana kutapudzwa, hapana munhu aiponeswa, asi pamusana pavakasarudzwa, mazuva iwayo achatapudzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Dai mazuva iwayo asina kutapudzwa, hapana munhu airarama, asi nokuda kwavasanangurwa, mazuva iwayo achatapudzwa. Viz kapitola |