Mateo 24:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nyeŋgeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuʋa pacando kana nesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nyengeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuva panguva yechando kana neSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Namatai kuti kutiza kwenyu kusave panguva yechando kana kuti pazuva reSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Namatai kuti kutiza kwenyu kusave panguva yechando kana kuti pazuva reSabata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nyengeterai kuti kutiza kwenyu kurege kuitika panguva yechando kana nomusi weSabata. Viz kapitola |