Online Bible

- Reklamy -




Mateo 23:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Saiɀoɀo nemi ʋo munoʋonekwa naʋanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyeŋgera nokuipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Saizvozvo nemiwo munoonekwa navanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyengera nokuipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Nenzira imwe cheteyo, munoonekwa navanhu kunze semakarurama asi mukati menyu muzere nounyengeri uye nohuipi.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 23:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy