Mateo 23:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Munoti ɀe: Aninani unopika neartari, haɀina haɀo; asi aninani unopika necipo ciri pamsoro payo, ndiye unemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Munotizve, ‘Ani naani anopika nearitari, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nechipo chiri pamusoro payo, ndiye ane mhosva.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Uye munoti, ‘Kana munhu akapika neatari, hazvina mhosva asi munhu akapika nechipo chiri paatari anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake!’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Uye munoti, ‘Kana munhu akapika neatari, hazvina mhosva asi munhu akapika nechipo chiri paatari anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake!’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uyezve imi munoti, ‘Kana munhu upi zvake akapika nearitari hazvirevi chinhu, asi kana munhu upi zvake akapika nechipo chiri pairi, asungwa nemhiko yake.’ Viz kapitola |