Mateo 23:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Musaidzwa ʋo ʋatenzi, nokuti mumŋe cete ndiTenzi wenyu, iye Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Musati ‘Vatenzi,’ nokuti mumwechete, nditenzi wenyu, iye Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye musadaidzwa muchinzi ‘mudzidzisi’ nokuti muno Mudzidzisi mumwe chete iye Kristu. Viz kapitola |