Mateo 22:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akati kwaari: Iɗa Ishe, Mŋari wako, nomŋoyo wako wose, nomŋeya wako wose, nokufuŋga kwako kwose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akati kwaari, “Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akati kwaari, “Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Jesu akapindura akati, “ ‘Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.’ Viz kapitola |