Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Asi kana kuri kumuka kwaʋakafa, hamuna‐kuraʋa here ɀamakaʋudzwa naMŋari, paakati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Asi pane zvokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here zvakarehwa naMwari kwamuri, achiti,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy