Mateo 22:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakashamiswa, ʋakamusiya, ʋakaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Vakati vachinzwa izvozvo, vakashamiswa, vakamusiya, vakaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pavakazvinzwa zvakavashamisa vakamusiya voenda zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pavakazvinzwa zvakavashamisa vakamusiya voenda zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakati vanzwa izvi, vakashamiswa. Saka vakamusiya vakaenda. Viz kapitola |