Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Akati kwaʋari: Naiɀoɀo, ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy