Mateo 22:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaitira mŋanakomana wake mutambo wokuwana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa. Viz kapitola |