Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋazhinji pakati paʋanhu ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo munzira; ʋamŋe ʋakatema mataʋi emiti ʋakaawarira munzira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vazhinji pakati pavanhu vakawarira nguo dzavo munzira; vamwe vakatema matavi emiti vakaawarira munzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vanhu vazhinji vakawarira nguo dzavo mumugwagwa, vamwewo vakatema mapazi emiti vakaawarira mumugwagwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy