Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋudzai mŋanasikana weZioni: Tarira Mambo wako unoʋuya kwauri, Ari munyoro, akataȿa mboŋgoro, Nemhuru yecipfuwo cinokweʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Udzai mwanasikana weZioni, Tarira Mambo wako anouya kwauri, Ari munyoro, akatasva dhongi, Nemhuru yechipfuwo chinokweva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Taurirai mukunda, guta reZioni, kuti, tarira uone Mambo wako ari kuuya kwauri akazvininipisa, akatasva padhongi, padhongwana mwana wedhongi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Taurirai mukunda, guta reZioni, kuti, tarira uone Mambo wako ari kuuya kwauri akazvininipisa, akatasva padhongi, padhongwana mwana wedhongi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Muti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Mambo wako anouya kwauri, ari munyoro, akatasva mbongoro, ari pamusoro pomwana wembongoro.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy